Holy Ten - Better Days Intro Lyrics

Holy Ten Better Days Intro cover art

In "Better Days Intro," Holy Ten wrestles with sleeplessness, anger, and the pressure of public life while insisting he needs space and honesty. The repeated Shona phrase meaning "what will be, will be" becomes a warning to those who fenced him in, suggesting betrayal will eventually turn bitter for them. He contrasts fragile love that shatters over texts and plates with his own desire for something unedited and real, not affection tied to money or credit. The song moves from exhaustion and paranoia toward a guarded resolve to survive the people trying to erase him.

Better Days Intro Lyrics by Holy Ten

Yeah, you gotta tone down and decongest
You gotta calm down and decongest

I keep struggling to sleep
Yeah, I keep struggling to sleep (hmmm)
Zvichava zvazvichava
Vese vakandi fencer vaudzei kuti zvichavava
Ini handikuziye so talk to me zviri easy
I gotta make it clear don’t bother me ndiri busy
Ini ndogara ndega, ende ndofamba manheru
Yeah ndoyera Nzou but honestly ndiri Zizi
Hoes feel the pressure ku face vopenda zvavo
Bros feel the pressure for trends voenda ku nhamo
Hoes get a blesser for sex woenda hutano
Coz the bro bought a phone or a Benz, hona mufaro
Everything that I never said, it was a lie
It’s imperative that I make it clear I wasn’t high
I was listening to Mustard Seed ndiri pa down
Pardon me, I just never said it was a vibe
I was suffering from anger
I was staying moody, same time I’m lacking manners
I was banging groupies, same time I’m making bangers
Smoking 8 doobies, same time I’m facing cameras
Wangu yakashata stress
Moyo uri fragile, rakazara crate
Love inotofaya until wabata ma texts
Love inokukanya until wapwanya ma plates
Kana zvakutodaro wangu passer mwana space
Passer mwana space on some “achanyara chete”
Hurting me is suicide pabatwa magetsi
Usaita mwana mudiki coz uda kuyamwa ma breasts
Wava kukarara sex
Sha bata ma brakes
Usazviremadza
Heartbreak inokuisa mukati menyanzva
Heartbreak inokuisa mu Parirenyatwa
Uri munhu mukuru wena mfet’u usafire badza
Handina cash, handina zig
Asi ndini ndokuda in the flesh usina wig
Ndini ndokuda pasina ma edits
Vamwe ava varingokuda ma credits
Kuti paakatanga takapedzisa
All this damn evil sha ruvengo rwambobvepi
How do 8 people try to set me up for rape?
It was gang gang, pakutanga tichafara wani
Now the same people tryna take me off the map
Iiiii, Elsh

Ngwarira ba ngwarira
Future inofira mumachira, uka chiller
Ukati fambe fambe, ukamira ka tarira
Hari ikati kwate, ravira, sha ravira

(Zvichava zvazvichava)
Yeah
Zvichava zvazvichava
Vese vakandi fencer vaudzei kuti zvichavava
(Zvichava zvazvichava)
Yeah, uh
Zvichava zvazvichava
Vese vakandi fencer vaudzei kuti zvichavava

Keep listening

More Songs by Holy Ten